Semanyorehwo yazvidoitiwa mubhuku romashoko yomuporofiti Isaya,
“Izvi roanokuwa musango,
‘nhadzirai mugwagwa waIshe,
yororai nzira dzache!
Mipata yese ichafuchihwa,
makomo notutunhu zvichaderedzewa,
nomagonyo yachayorohwa,
nonzira dzinomaphubu dzichaenzanisiwa,
Futi vanhu vese vachaona ruponiso raMwari.’”