1
Ruka 2:11
KoreKore Bible Translation
KBT
Ndava nasi muguta raDhavhiti, mazvarihwa Muponisi, ndiye Khirisitu Ishe.
ប្រៀបធៀប
រុករក Ruka 2:11
2
Ruka 2:10
Ipopo ngirozi idoti kwavari, “Rekai kucha, nokuti, ndakuunzirai nyaya idonaka yomufaro mukuru uchava wovanhu vese.
រុករក Ruka 2:10
3
Ruka 2:14
“Kubhwinya mbakuve kuna Mwari Wokumusorosoro, nopanyika mbapave norugare pakati povanhu vanomufadza!”
រុករក Ruka 2:14
4
Ruka 2:52
Futi Jesu adoingidzika pauchenjeri nopamumhu, nopakudikana naMwari novanhu.
រុករក Ruka 2:52
5
Ruka 2:12
Futi ichi ndicho chichava chiratidzo kwamuri, muchawana mwana adoputiridziwa nomapiza adoenzeresewa muchijiro chozvipfuwo.”
រុករក Ruka 2:12
6
Ruka 2:8-9
Mudunhu rakarero manga munananyakabusa, vaichengeta mahwai yavo usiku. Ngirozi yaIshe idozvionesa kwavari, kubhwinya kwaIshe ndokuvapenyera kumativi yese, ivo ndokubatiwa nokucha.
រុករក Ruka 2:8-9
គេហ៍
ព្រះគម្ពីរ
គម្រោងអាន
វីដេអូ