Ruka 3:21-22
Ruka 3:21-22 KBT
Zvino vanhu vese pavadoombekewa, naJesu waombekewawo ari pakunamata, denga ridozururiwa, Mweya Mutsvene adoburuka achivhoda paari, adoita kunge njiva, futi izvi ridouya kubva kudenga richiti, “Iwepa ndiwe Mwanakomana wangu wandinoditsa, naiwepa ndinofadziwa maninge.”


