1
Ruka 21:36
KoreKore Bible Translation
KBT
Asi garirirai nguwa dzese, muchinamata kuti muve nosimba rokupunyuka pazvinhu zvakarezvi zvese zvichaitika, nokumira pamberi poMwanakomana womunhu.”
ប្រៀបធៀប
រុករក Ruka 21:36
2
Ruka 21:34
“Asi zvichenjererei kuti mwoyo yenyu ireke kunetesewa nokuita nhafu nokukorewa nokuchira upenyu huno, kuti zuva rakarero rikusvikirei kabodzi nokabodzi kunge riva
រុករក Ruka 21:34
3
Ruka 21:19
Nokutsungirira kwenyu muchawana upenyu hwenyu.”
រុករក Ruka 21:19
4
Ruka 21:15
ndava ndichakupasai muromo nouchenjeri, zvisingagonewe kukomwesewa kana kupikisiwa nomhandu dzenyu dzese.
រុករក Ruka 21:15
5
Ruka 21:33
Denga nonyika zvinopera, asi mashoko yangu yanoperaba.”
រុករក Ruka 21:33
6
Ruka 21:25-27
“Kuchava nozviratidzo pazuva, pamwedzi nopanyenyedzi. Marudzi yovanhu panyika vachasaya kudekhara, vachakanganisika nokuunga kwogungwa parinenge richiita mapfeni. Vanhu vachawa chikhomo nokucha pavanenge vachitarisira zvinhu zviri kuuya panyika, ndava masimba yokudenga yachagwetedzeka. Pakarepo vachaona Mwanakomana woMunhu achiuya nomakuti nomasimba nokubhwinya kukuru.
រុករក Ruka 21:25-27
7
Ruka 21:17
muchazondewa novese pamusaka pozita rangu.
រុករក Ruka 21:17
8
Ruka 21:11
kuchavapo kugwetedzeka kukuru kwonyika, nokunzvimbo dzizinji kuchava nonzara nomatenda, futi kuchaita zvinhu zvinochisa nozviratidzo zvikuru zvichabva kudenga.
រុករក Ruka 21:11
9
Ruka 21:9-10
Zvino kana mava kunzva zvohondo nokumukirana, rekai kuvhunduka, ndava zvakarezvi zvinofanira kuitika asi kuguma kunenge kusati kwasvika.” Zvino adoti kwavari, “Rudzi ruchamukira rimwe rudzi, noumambo huchamukira umwe umambo
រុករក Ruka 21:9-10
10
Ruka 21:25-26
“Kuchava nozviratidzo pazuva, pamwedzi nopanyenyedzi. Marudzi yovanhu panyika vachasaya kudekhara, vachakanganisika nokuunga kwogungwa parinenge richiita mapfeni. Vanhu vachawa chikhomo nokucha pavanenge vachitarisira zvinhu zviri kuuya panyika, ndava masimba yokudenga yachagwetedzeka.
រុករក Ruka 21:25-26
11
Ruka 21:10
Zvino adoti kwavari, “Rudzi ruchamukira rimwe rudzi, noumambo huchamukira umwe umambo
រុករក Ruka 21:10
12
Ruka 21:8
Adoti, “Chenjerai kuti mureke kutsambutsiwa, ndava vazinji vachauya muzita rangu vachiti, ‘Ndini iye!’ Rekai kuvatevera. Futi ‘Nguwa yava papfupi!’
រុករក Ruka 21:8
គេហ៍
ព្រះគម្ពីរ
គម្រោងអាន
វីដេអូ