Ruka 21:9-10
Ruka 21:9-10 KBT
Zvino kana mava kunzva zvohondo nokumukirana, rekai kuvhunduka, ndava zvakarezvi zvinofanira kuitika asi kuguma kunenge kusati kwasvika.” Zvino adoti kwavari, “Rudzi ruchamukira rimwe rudzi, noumambo huchamukira umwe umambo