“Chenjererai vanyori vanofarira kufamba vadosimira majasi marefu, vachida kumoresewa mumisika nokugara pamipando idonakitsitsa mumasinagoge nonzvimbo dzokukudziwa pamabiko, vanoparadza dzimba dzovajiche vachinyepera kuita minamato mirefu. Vachapasiwa mhosva ikuru.”