1
Ruka 22:42
KoreKore Bible Translation
KBT
“Baba, kana muchida biritsai mukombe uyu kwandiri, zvisinei mbakureke kuva kuda kwangu, asi kuda kwenyu, mbakuitiwe.”
ប្រៀបធៀប
រុករក Ruka 22:42
2
Ruka 22:32
asi ndidokunamatira kuti kutenda kwako kureke kukundikana, futi kana wadzodzoka pakare, simbisa abiyako.”
រុករក Ruka 22:32
3
Ruka 22:19
Futi adotora zingwa, paadorinamatira adorikomora ndokuvapasa achiti, “Uyu muviri wangu unopasiwa kwamuri. Itai zvakarezvi muchindifunga.”
រុករក Ruka 22:19
4
Ruka 22:20
Ndomwenze pamukombe padopera kuja kwomauro, achiti, “Mukombe uyu udodururiwa nokuda kwenyu ndicho chibvumirano chitsva mugazi rangu.
រុករក Ruka 22:20
5
Ruka 22:44
Ari pakutambudzika kukuru adonamata zvidonyanya. Dukuta rinenge madonhwe yogazi ridodonha pasi.
រុករក Ruka 22:44
6
Ruka 22:26
Asi mbazvirege kudaro kwamuri, hasa kuti mukuru pakati penyu ave kunge mudikitsa, nomutungamiri aite kunge mushandi.
រុករក Ruka 22:26
7
Ruka 22:34
Jesu adoti, “Ndinokunyepa Pita, jongwe rinoriraba nasi, usati waramba katatu, kuti unondiziva.”
រុករក Ruka 22:34
គេហ៍
ព្រះគម្ពីរ
គម្រោងអាន
វីដេអូ