1
Ruka 17:19
KoreKore Bible Translation
KBT
Adoti kwaari, “Sumuka uende zvako, kutenda kwako kwakuporesa.”
ប្រៀបធៀប
រុករក Ruka 17:19
2
Ruka 17:4
kana akakutadzirai kanomwe pazuva ribodzi, achidzoka kwamuri kanomwe, achiti, ‘Ndatendeuka,’ munofanira kumuregerera.”
រុករក Ruka 17:4
3
Ruka 17:15-16
Zvino mabiyavo, paadondoona kuti waporesewa, adodzoka, achirumbidza Mwari noizvi riri pamusoro, Adowira pasi nochiso potsoka dzaJesu, achimutenda. Zvino iyeyo wanga ari muSamariya.
រុករក Ruka 17:15-16
4
Ruka 17:3
Zvichenjererei.” “Kana hama yenyu yatadza, mudzumei, kana akapinduka, muregererei
រុករក Ruka 17:3
5
Ruka 17:17
Ipopo Jesu adoti, “Anga vaporesewa vanga vasiri gumi nai? Ko vapfemba vari poi?
រុករក Ruka 17:17
6
Ruka 17:6
Ishe vadoti, “Dai muno kutenda kunenge mbeu yomasitadhi, maigona kuti kumuti uyu womukuyu, ‘Dzupuka udzikiwe munyanza,’ waikuteererai.”
រុករក Ruka 17:6
7
Ruka 17:33
Wese anotsvaga kuchidza upenyu hwache anotaikihwa nahwo, asi anotaikihwa noupenyu hwache achahuchidza.
រុករក Ruka 17:33
8
Ruka 17:1-2
Futi adoti kuvadzidzi vache, “Miedzo yokuti munhu atadze inouya pachokwadi, asi mayanga kuno uyo anouya nayo! Zvaitova hasa kwaari kana guyo raisungirihwa mumutsipa wache achichudumutsiwa mugungwa, panokukonzera umwe wovadiki vakareva kutadza.
រុករក Ruka 17:1-2
9
Ruka 17:26-27
Sezvazvanga zvidoita pamazuva yaNowa, ndizvo zvazvichaitawo pamazuva yoMwanakomana woMunhu. Vaija, vaimwa, vairoorana kusvikira zuva Nowa raadopinda mungarava mvura idouya ichivaparadza vese.
រុករក Ruka 17:26-27
គេហ៍
ព្រះគម្ពីរ
គម្រោងអាន
វីដេអូ