Ruka 17:1-2
Ruka 17:1-2 KBT
Futi adoti kuvadzidzi vache, “Miedzo yokuti munhu atadze inouya pachokwadi, asi mayanga kuno uyo anouya nayo! Zvaitova hasa kwaari kana guyo raisungirihwa mumutsipa wache achichudumutsiwa mugungwa, panokukonzera umwe wovadiki vakareva kutadza.