1
Ruka 16:10
KoreKore Bible Translation
KBT
Uyo adotendeka pazvishoma adotendekawo pazvizinji, nouyo asinai kutendeka pazvishoma haanai kutendekawo pazvizinji.
ប្រៀបធៀប
រុករក Ruka 16:10
2
Ruka 16:13
“Hapanai mushandi angashandire anatenzi vairi, nokuti anodzovenga mubodzi achida umwe, kana kudzozvipira kunomubodzi achinyozera umwe. Hamungashandire Mwari nomari.”
រុករក Ruka 16:13
3
Ruka 16:11-12
Manje kana manga musinai kutendeka papfuma isinai kururama, mbani angavimbe naimimi kukupasai pfuma yochokwadi? Kana manga musinai kutendeka pazvinhu zvoumwe, mbani achakupasai zvenyu?”
រុករក Ruka 16:11-12
4
Ruka 16:31
Adoti kwaari, ‘Kana vasinganzvi Mozisi novaporofiti, vanopindukarini kana pakatomuka umwe kubva kuvadopfa.’”
រុករក Ruka 16:31
5
Ruka 16:18
“Wese anoramba mukadzi wache achiroora umwe anoita upombwe, naiyewo anoroora mukadzi adorambiwa nomurume wache anoita upombwe.”
រុករក Ruka 16:18
គេហ៍
ព្រះគម្ពីរ
គម្រោងអាន
វីដេអូ