1
Ruka 18:1
KoreKore Bible Translation
KBT
Zvino adovanyepa mufananidzo, waidzoita kuti varambe vachinamata vasingaori mwoyo.
ប្រៀបធៀប
រុករក Ruka 18:1
2
Ruka 18:7-8
Zvino Mwari angareke nai kurungamisira vasaruhwa vache vanodaidza kwaari masikati nousiku? Angavachehwere nai? Ndinokunyepai, achavarungamisira nokamangu. Zvisinei, panouya Mwanakomana woMunhu achawana kutenda kuripo panyika here?”
រុករក Ruka 18:7-8
3
Ruka 18:27
Asi adoti, “Zvisingakwanisiki kuvanhu kuna Mwari zvinokwanisika.”
រុករក Ruka 18:27
4
Ruka 18:4-5
Kwochinguwa wairamba, asi pasure adoti mumwoyo mache, ‘Kana zvangu ndisingache Mwari kana kuva nobasa nomunhu, asi nondava yokuti mujiche wakareyu ari kundinetsa, ndichamurungamisira, kuti arege kundisembura nokuramba achimbondouya kwandiri.’”
រុករក Ruka 18:4-5
5
Ruka 18:17
Chokwadi, ndinokunyepai, wese asingatambire Umambo hwaMwari kunge mwana mudiki anopindaba mahuri.”
រុករក Ruka 18:17
6
Ruka 18:16
Asi Jesu adovadaidza ndokuti, “Rekai vana vadiki vauye kwandiri, damba wavarambidza, ndava vadodaiva umambo hwaMwari ngwavo.
រុករក Ruka 18:16
7
Ruka 18:42
Jesu adoti, “Chiona, kutenda kwako kwakuporesa.”
រុករក Ruka 18:42
8
Ruka 18:19
Jesu adoti kwaari, “Unondidaidzirei kuti adonaka? Hapanai adonaka asi Mwari wega.
រុករក Ruka 18:19
គេហ៍
ព្រះគម្ពីរ
គម្រោងអាន
វីដេអូ