1
Ruka 15:20
KoreKore Bible Translation
KBT
Adosumuka ndokuenda kuna baba vache. Asi baba vache pavadomuona achiri kurefu, vadomunzvira mutsa, ndokumhanyira komuzvembetera nokumutsvoda.
ប្រៀបធៀប
រុករក Ruka 15:20
2
Ruka 15:24
Nokuti mwanakomana wanguyu wanga wapfa, asi waamupuma pakamu, wanga wataika, asi wawanika.’ Vadothanga kufara.”
រុករក Ruka 15:24
3
Ruka 15:7
Nokudaro ndinokuudzai kuti kudenga kunenge kuno mufaro mukuru pamusoro pomutadzi mubodzi anotendeuka, kukunda vanhu makumi mapfemba novapfemba vadorurama vasingade kupinduka.”
រុករក Ruka 15:7
4
Ruka 15:18
Ndichasumuka ndiende kuna baba vangu, futi ndoti, Baba, ndidotadzira denga, nopamberi penyu
រុករក Ruka 15:18
5
Ruka 15:21
“Mwanakomana adobva wati kwavari, ‘Baba, ndidotadzira denga, nopamberi penyu, ndichakodzeraba kuitiwa mwanakomana wenyu.’
រុករក Ruka 15:21
6
Ruka 15:4
Adoti. “Mbani pakati penyu kana anozana romahwai, anoti kana ribodzi rataika angareke kusiya makumi mapfemba nomapfemba musango, woenda koritsvaga kusvikira wariwana?
រុករក Ruka 15:4
គេហ៍
ព្រះគម្ពីរ
គម្រោងអាន
វីដេអូ