Ruka 16:11-12
Ruka 16:11-12 KBT
Manje kana manga musinai kutendeka papfuma isinai kururama, mbani angavimbe naimimi kukupasai pfuma yochokwadi? Kana manga musinai kutendeka pazvinhu zvoumwe, mbani achakupasai zvenyu?”