1
Mariko 3:35
KoreKore Bible Translation
KBT
Wese anoita zvinodiwa naMwari, ndiye nomunin'ina wangu, nohanzvadzi yangu, namaangu.”
ប្រៀបធៀប
រុករក Mariko 3:35
2
Mariko 3:28-29
Chokwadi ndinoti kwamuri vana vovanhu vanogona kuregerehwa zvitema zvese, kana nokutoshora Mwari chaiko. Asi anoshora Mweya Mutsvene haarekerehwe, ndava wava nomhosva yochitadzo chokusingapere.
រុករក Mariko 3:28-29
3
Mariko 3:24-25
Umambo hukazvipandukira huchizvihwisa hwega hunopfuruka peno. Kana mhuri ikazvipesanisa inodzokonaba kumira
រុករក Mariko 3:24-25
4
Mariko 3:11
Pese paaionewa novanhu vadogahwa nomweya idoipa yaiwira pasi pamberi pache ichikuwa ichiti, “Ndimi Mwanakomana waMwari!”
រុករក Mariko 3:11
គេហ៍
ព្រះគម្ពីរ
គម្រោងអាន
វីដេអូ