1
Mariko 4:39-40
KoreKore Bible Translation
KBT
Iye adomuka ndokubva wadzuma duthu, ndokukaruza gungwa achiti, “Dekhadzika urose!” Ipopo duthu ridomira, ndokubva kwadekhara. Adobva wati kwavari, “Indava yei muchicha zvidodai, hamunai kutenda nai?”
ប្រៀបធៀប
រុករក Mariko 4:39-40
2
Mariko 4:41
Ipopo vadocha zvidokungudza ndokubva, vanyairirana vachiti, “Anga munhu wakareyu mbani, anototeerehwa noduthu nogungwa?”
រុករក Mariko 4:41
3
Mariko 4:38
Asi iye wanga adoenzera, adotsamira pamutsago kumasure kwokamwadiya. Ipopo vadomumutsa vachiti, “Mudzidzisi, hamunai hanya nai kuti taakupfa?”
រុករក Mariko 4:38
4
Mariko 4:24
Futi adoti kwavari, “Chenjererai zvamunonzva! Mhimo yamunopima nayo ndiyo ichava mhimo yamuchapimihwawo, futi ichaingidzihwa kamu.
រុករក Mariko 4:24
5
Mariko 4:26-27
Adovanyairira kamu achiti, “Umambo hwokudenga hudofanana nomunhu adojara mbeu mumunda, Iye anoenzera usiku, masikati achimuka, uku mbeu inomera ichimbondokura asinganzvitsitse kuti zvinoitika tini.
រុករក Mariko 4:26-27
6
Mariko 4:23
Anonzeve mbaatetekere anzve!”
រុករក Mariko 4:23
គេហ៍
ព្រះគម្ពីរ
គម្រោងអាន
វីដេអូ