1
Mariko 2:17
KoreKore Bible Translation
KBT
Zvino Jesu paadozvinzva adoti kwavari, “Vapuma vanodaba chiremba, asi vanohwara ndivo vanoda chiremba. Ndidouyaba kudzodaidza vadorurama, asi vatadzi.”
ប្រៀបធៀប
រុករក Mariko 2:17
2
Mariko 2:5
Jesu paadoona kutenda kwavo, adoti kuno adotonhora nhengo, “Mwanakomana wangu, zvitema zvako zvaregerehwa.”
រុករក Mariko 2:5
3
Mariko 2:27
Jesu adoti, “Sabata idoitihwa kuti ibatsire munhu, aikona kuti munhu abatsire Sabata.
រុករក Mariko 2:27
4
Mariko 2:4
Pavadotadza kusvika papfupi naye nokuda kwomhomho yovanhu, vadonyandanura denga roimba yakareyo panga padonangana naJesu. Vadobva vadzikisa mukhangara waiva nomuhwere wavo.
រុករក Mariko 2:4
5
Mariko 2:10-11
Manje kuti muzive kuti Mwanakomana woMunhu anomasimba panyika yokuregerera zvitema,” adoti kumurume adotonhora nhengo, “Ndinoti kwauri, sumuka, tora bonde rako uende kumba kwako!”
រុករក Mariko 2:10-11
6
Mariko 2:9
Nzvipi zvidopusa kuti kumurume adotonhora nhengo, ‘Zvitema zvako zvaregerehwa,’ kana kuti, ‘Sumuka, tora bonde rako, utekaire?’
រុករក Mariko 2:9
7
Mariko 2:12
Adosumuka ndokuhwengeratu bonde rache achibirika vadomunangara vese. Vese vadoshamisika ndokurumbidza Mwari vachiti, “Zvidodaizvi hatinati tazviona.”
រុករក Mariko 2:12
គេហ៍
ព្រះគម្ពីរ
គម្រោងអាន
វីដេអូ