Mariko 3:11
Mariko 3:11 KBT
Pese paaionewa novanhu vadogahwa nomweya idoipa yaiwira pasi pamberi pache ichikuwa ichiti, “Ndimi Mwanakomana waMwari!”