1
Ruka 6:38
KoreKore Bible Translation
KBT
Pasai, naimipa muchapasiwawo. Mhimo idonaka, idotsindihwa, idozunguzihwa, inomupororo, ichadururihwa pabuthu penyu. Nokuti mhimo yamunopasa ndiyo mhimo yamuchadzotsehwawo.”
ប្រៀបធៀប
រុករក Ruka 6:38
2
Ruka 6:45
Munhu adonaka anobiritsa zvinhu zvidonaka kubva pamwoyo wache udonaka, nomunhu adoipa anobiritsa zvidoipa kubva pamwoyo wache udoipa. Ndava muromo unonyaira zvidozara mumwoyo.”
រុករក Ruka 6:45
3
Ruka 6:35
Asi imimi idai vavengi venyu, muvaitire zvidonaka, ipai pasinai chamunogurupira kudzotsehwa, mubairo wenyu uchava mukuru, ipopo muchava vana voWokumusorosoro, nokuti iye anotsitsi kuno vasingatende nokuno vanondozvifunga.
រុករក Ruka 6:35
4
Ruka 6:36
Ivai notsitsi fanike Baba venyu vanotsitsi.”
រុករក Ruka 6:36
5
Ruka 6:37
“Rekai kutonga, kuti murege kutongewawo, rekai kupasa mhosva, kuti murege kudzopiwawo mhosva, regererai, kuti muregerehwewo.
រុករក Ruka 6:37
6
Ruka 6:27-28
“Asi ndinoti kwamuri imipa munonzva, Idai vavengi venyu, itirai zvidonaka vanokuzondai, ropafadzai vanokushurikidzai, munamatire vanokubatai uyanga.
រុករក Ruka 6:27-28
7
Ruka 6:31
Saka zvamunoda kuti vanhu vakuitirei muvaitire imimi zvakarezvo.”
រុករក Ruka 6:31
8
Ruka 6:29-30
Anokurova padama, perekera rimwe kamu, noanokutorera bhachi, mureke atore nohembe kamu. Perekai kuno wese anokuruvirai, kana paita anokutorerai zvinhu zvenyu, rekai kudzomubvunza pakare kuti akudzotserei.
រុករក Ruka 6:29-30
9
Ruka 6:43
“Ndava hapanai muti udonaka unobereka muchero udoipa, kana nomuti udoipa unobereka muchero udonaka.
រុករក Ruka 6:43
10
Ruka 6:44
Ndava muti wese unozikana nomuchero wawene, nokuti huyu dzinothanziwaba pamwinza, kana mazambiringa yanothanziwaba padzambwa romwinza.
រុករក Ruka 6:44
គេហ៍
ព្រះគម្ពីរ
គម្រោងអាន
វីដេអូ