Ruka 6:45
Ruka 6:45 KBT
Munhu adonaka anobiritsa zvinhu zvidonaka kubva pamwoyo wache udonaka, nomunhu adoipa anobiritsa zvidoipa kubva pamwoyo wache udoipa. Ndava muromo unonyaira zvidozara mumwoyo.”