1
Ruka 19:10
KoreKore Bible Translation
KBT
Ndava Mwanakomana woMunhu adouya kotsvaga nokuponesa chidotaika.”
ប្រៀបធៀប
រុករក Ruka 19:10
2
Ruka 19:38
Vaiti, “Adokomborehwa Mambo anouya muzita raIshe! Runyararo kudenga nokubhwinya kumusorosoro!”
រុករក Ruka 19:38
3
Ruka 19:9
Jesu adoti kwaari, “Nasi ruponiso rapinda mumba muno, sezvo naiyewo ari mwanakomana waAbhurahamu.
រុករក Ruka 19:9
4
Ruka 19:5-6
Zvino Jesu paadosvika pakarepo adonangara mudenga ndokuti kwaari, “Zakeyo, buruka nokamangu, ndava ndinofanira kugara kumba kwako nasi.” Saka adokurumidza kuburuka, ndokumutambira nomufaro.
រុករក Ruka 19:5-6
5
Ruka 19:8
Zvino Zakeyo adosumuka ndokuti kuna Ishe, “Onai, Ishe, ndinopereka chikamu chopakati chopfuma yangu kuvarombo, futi kana pano chandabiridzira umwe munhu, ndinochidzotsera chapetewa kanai.”
រុករក Ruka 19:8
6
Ruka 19:39-40
Vamwe vaFarisi vanga vari mugurusvusvu vadoti kwaari, “Mudzidzisi, dzumai vadzidzi venyu.” Adopindura, “Ndinokuudzai, kana ava vakanyarara, mabhwe chaiyo yanothanga kudaidzira.”
រុករក Ruka 19:39-40
គេហ៍
ព្រះគម្ពីរ
គម្រោងអាន
វីដេអូ