Ruka 19:39-40
Ruka 19:39-40 KBT
Vamwe vaFarisi vanga vari mugurusvusvu vadoti kwaari, “Mudzidzisi, dzumai vadzidzi venyu.” Adopindura, “Ndinokuudzai, kana ava vakanyarara, mabhwe chaiyo yanothanga kudaidzira.”