1
Johwani 5:24
KoreKore Bible Translation
KBT
“Ndinokunyairirai zvochokwadi, uyo anonzva Shoko rangu achitenda kuna iyeyo adondituma, anoupenyu husingapere, haauye pakutongewa, asi wabirika muipfa wapinda muupenyu.
ប្រៀបធៀប
រុករក Johwani 5:24
2
Johwani 5:6
Jesu paadomuona achiziva kuti wanga adoenzera pakarepo nguwa idorepha maninge, adoti kwaari, “Unoda kuporesewa chere?”
រុករក Johwani 5:6
3
Johwani 5:39-40
Munonzvera magwaro nondava yokuti munofunga kuti mayari muno upenyu husingapere, magwaro yakareyo ndiyo yanopfakaza pamusoro pangu. Asi imipa munoramba kuuya kwandiri kuti muve noupenyu.
រុករក Johwani 5:39-40
4
Johwani 5:8-9
Jesu adoti kwaari, “Sumuka, tora bonde rako, utekaire.” Kabodzi nokabodzi murume adobva wapora. Adotora bonde rache ndokutekaira. Manje zuva rakarero ranga riri Sabata.
រុករក Johwani 5:8-9
5
Johwani 5:19
Jesu adoti kwavari, “Ndinokunyepai chokwadi, Mwanakomana hapanai chaangaite ari wega, asi zvaanoona Baba vachiita basi, nokuti zvese zvinoitiwa naBaba zvakarezvo ndizvo zvinoitiwawo noMwanakomana.
រុករក Johwani 5:19
គេហ៍
ព្រះគម្ពីរ
គម្រោងអាន
វីដេអូ