Johwani 5:39-40
Johwani 5:39-40 KBT
Munonzvera magwaro nondava yokuti munofunga kuti mayari muno upenyu husingapere, magwaro yakareyo ndiyo yanopfakaza pamusoro pangu. Asi imipa munoramba kuuya kwandiri kuti muve noupenyu.