1
Mabasa yoNhumwa 17:27
KoreKore Bible Translation
KBT
kuti vatsvage Mwari, notariro yokuti vamutsvatsvadzire, vamuwane. Kana nepo asiri kurefu noumwe noumwe wedu.
ប្រៀបធៀប
រុករក Mabasa yoNhumwa 17:27
2
Mabasa yoNhumwa 17:26
iye adoita marudzi yese yovanhu yachibva pamunhu mubodzi kuti vagare panyika pese, wambotara nguwa nomigano yougaro hwavo
រុករក Mabasa yoNhumwa 17:26
3
Mabasa yoNhumwa 17:24
Mwari adoita nyika nozvese zviri mairi, ari Ishe wodenga nonyika, haagari muzvivakwa zvidogadzihwa novanhu
រុករក Mabasa yoNhumwa 17:24
4
Mabasa yoNhumwa 17:31
nokuti adotara zuva, raachatonga nyika naro nokururama, nomurume waadomisikidza, zvakarezvi adozvisimbisa kuvanhu vese nokumumutsa kubva kuvadopfa.”
រុករក Mabasa yoNhumwa 17:31
5
Mabasa yoNhumwa 17:29
Zvatiri rudzi raMwari, hatifaniri kufunga kuti hu Mwari hudofanana nondarama, kana sirivha, kana ribwe, zvidovezewa noumasiri nokufunga kwomunhu.
រុករក Mabasa yoNhumwa 17:29
គេហ៍
ព្រះគម្ពីរ
គម្រោងអាន
វីដេអូ