Mabasa yoNhumwa 17:29
Mabasa yoNhumwa 17:29 KBT
Zvatiri rudzi raMwari, hatifaniri kufunga kuti hu Mwari hudofanana nondarama, kana sirivha, kana ribwe, zvidovezewa noumasiri nokufunga kwomunhu.