ឡូហ្គូ YouVersion
ព្រះគម្ពីរគម្រោងអានវីដេអូ
ទាញយកកម្មវិធី
ជម្រើសភាសា
អាយខន ស្វែង​រក

ខគម្ពីរពេញនិយមពី Mabasa yoNhumwa 16

1

Mabasa yoNhumwa 16:31

KoreKore Bible Translation

KBT

Ivo vadoti, “Tenda muna Ishe Jesu, uchaponesewa, iwewe novoimba yako.”

ប្រៀបធៀប

រុករក Mabasa yoNhumwa 16:31

2

Mabasa yoNhumwa 16:25-26

KoreKore Bible Translation

KBT

Asi panenge pakati pousiku Phauro naSairasi vainamata nokuimbira Mwari zvimbo, uye vamwe vasungwa vanga vachivatetekera. Kabodzi nokabodzi padova nokugwetedzeka kwonyika kukuru, zvokuti nheyo dzotorongo dzidozunguzika, pakarepo misuwo yese idovhurika uye misungo yomunhu wese idopfudzunuka.

ប្រៀបធៀប

រុករក Mabasa yoNhumwa 16:25-26

3

Mabasa yoNhumwa 16:30

KoreKore Bible Translation

KBT

adovabiritsa kunze ndokuti, “Varume, chii chandinofanira kuita kuti ndiponesewe?”

ប្រៀបធៀប

រុករក Mabasa yoNhumwa 16:30

4

Mabasa yoNhumwa 16:27-28

KoreKore Bible Translation

KBT

Zvino muchengeti wotorongo paadopepuka ndokuona misuwo yotorongo idovhurika, adovhomora bakatwa rache achida kuzvibaya, achifunga kuti vasungwa vatsvudumuka. Asi Phauro adodaidzira nodzinga ropamusoro achiti, “Reka zvako kuzvikuwadza. Tiripo tese!”

ប្រៀបធៀប

រុករក Mabasa yoNhumwa 16:27-28

ជំពូកមុន
ជំពូកបន្ទាប់
YouVersion

ទទួលការលើកទឹកចិត្តនិងជំរុញឱ្យអ្នកស្វែងរកភាពស្និទ្ធស្នាលជាមួយនឹងព្រះជាម្ចាស់ជាប្រចាំថ្ងៃ។

ព័ន្ធកិច្ច

អំពី

អាជីព

អ្នកស្ម័គ្រចិត្ត

ប្លុកសារ

ដំណឹង

តំណមានប្រយោជន៍

ជំនួយ

បរិច្ចាគ

ជំនាន់​ព្រះ​គម្ពីរ

ព្រះគម្ពីរជាសំឡេង

ភាសា​ព្រះ​គម្ពីរ

ខគម្ពីរ​សម្រាប់​ថ្ងៃ​នេះ


ព័ន្ធកិច្ចបែបឌីជីថលរបស់

Life.Church
English (US)

©2025 Life.Church / YouVersion

គោលការណ៍ច្បាប់ឯកជនលក្ខខណ្ឌ
កម្មវិធីបង្ហាញពីភាពងាយរងគ្រោះ
ហ្វេសប៊ុកTwitterអ៊ីនស្ដាក្រាមយូធូបPinterest

គេហ៍

ព្រះគម្ពីរ

គម្រោងអាន

វីដេអូ