Ndava kubva mukati momwoyo womunhu munobirika: mifungo idoipa, upombwe, kuba, nokubayana, nhafu, kunyangadza, kunyengedza, nokusazvibata, usvinu, kushora, kuzvikudza, noudzemwa. Zvidoipa zvakarezvi zvese zvinobirika mukati momunhu ndizvo zvinomusvipisa.”