1
Mariko 8:35
KoreKore Bible Translation
KBT
Nokuti wese anoda kuchidza upenyu hwache achataikihwa nahwo, asi wese anotaikihwa noupenyu hwache nokuda kwangu nokwovhangeri achahuchidza.
ប្រៀបធៀប
រុករក Mariko 8:35
2
Mariko 8:36
Anga munhu akawana nyika yese achitaikihwa noupenyu hwache anenge wawanei?
រុករក Mariko 8:36
3
Mariko 8:34
Zvino adodaidza gurusvusvu rovanhu novadzidzi vache kuti vauye kwaari, ndokuti, “Wese anoda kunditevera mbaazvirambe atore muchinjikwa wache anditevere.
រុករក Mariko 8:34
4
Mariko 8:37-38
Chii munhu chaangapereke kutsiva mweya wache nacho? Nokuti wese anondinyara inini nomashoko yangu muvanhu vanasi vadoipa, vanosanganisa, Mwanakomana woMunhu paachauya muukuru hwaBaba vache, nongirozi dzache dzitsvene, achamunyarawo.”
រុករក Mariko 8:37-38
5
Mariko 8:29
Iye adoti kwavari, “Ko imipa munoti ndini yani?” Pita adopindura kuti, “Ndimi Khirisitu.”
រុករក Mariko 8:29
គេហ៍
ព្រះគម្ពីរ
គម្រោងអាន
វីដេអូ