1
Mariko 5:34
KoreKore Bible Translation
KBT
Ipopo Jesu adoti kwaari, “Mwanasikana kutenda kwako kwakuporesa. Enda zvako norugare, usununguke kubva padambudziko rako.”
ប្រៀបធៀប
រុករក Mariko 5:34
2
Mariko 5:25-26
Umwe mukadzi waibirika gazi kwomakore gumi nomairi, wanga watambudziwa pakurapiwa kwaaiitiwa non'anga’anga dzidosiyana siyana, nangwesa kwaitova kutaya pfuma yache, pasinai chaimuyamura asi kutoingidzihwa utenda hwache.
រុករក Mariko 5:25-26
3
Mariko 5:29
Kabodzi nokabodzi gazi ridobva ragwata kubirika, achibva wanzva kuti watopora padenda rache.
រុករក Mariko 5:29
4
Mariko 5:41
Adobata ruoko romusikana achimumutsa achiti kwaari, “Tarita kumi,” ndokuti, musikana ndinoti kwauri muka.
រុករក Mariko 5:41
5
Mariko 5:35-36
Achiri kutaura daipo, vamwe vadobva kumba kwomukuru wosinagoge ndokuti, “Mwanasikana wenyu wapfa, muchashupireiko Mudzidzisi?” Jesu haanai kuita basa nozvavadotaura, ndokuti kumukuru wosinagoge, “Reka kucha ndotenda basi.”
រុករក Mariko 5:35-36
6
Mariko 5:8-9
Ndava Jesu wanga wati kushave, “Birika maari, iwe mweya udoipa!” Jesu adomubvunza achiti, “Zita rako ndiwe yani?” Iye ndokuti, “Rigiyoni, ndava tidowanditsa.”
រុករក Mariko 5:8-9
គេហ៍
ព្រះគម្ពីរ
គម្រោងអាន
វីដេអូ