Mariko 2:10-11
Mariko 2:10-11 KBT
Manje kuti muzive kuti Mwanakomana woMunhu anomasimba panyika yokuregerera zvitema,” adoti kumurume adotonhora nhengo, “Ndinoti kwauri, sumuka, tora bonde rako uende kumba kwako!”