1
Johwani 1:12
KoreKore Bible Translation
KBT
Asi vese vadomutambira, vaye vadotenda muzita rache, adovapasa simba rokuva vana vaMwari
ប្រៀបធៀប
រុករក Johwani 1:12
2
Johwani 1:1
Pakuthanga kwanga kuno Shoko, Shoko ranga rina Mwari, futi Shoko ranga riri Mwari.
រុករក Johwani 1:1
3
Johwani 1:5
Chiedza chinovhenekera murima, asi rima harinai kuchikunda.
រុករក Johwani 1:5
4
Johwani 1:14
Shoko ridodzova munhu ndokugara pakati pedu, rizere nonyasha nochokwadi, tidoona kubhwinya kwache, kudoita kunge kwoMwanakomana mubodzi adobva kuna Baba.
រុករក Johwani 1:14
5
Johwani 1:3-4
Zvinhu zvese zvidoitiwa kuburikidza naye, futi kunze kwache hapanai chokugadzihwa changa chidogadzihwa. Maari maiva noupenyu, futi upenyu hwacho hwaiva chiedza chovanhu.
រុករក Johwani 1:3-4
6
Johwani 1:29
Mangwanachimuka Johwani adoona Jesu achiuya kwaari ndokubva wati, “Nangarai Hwayana raMwari, rinobvisa zvitema zvonyika!
រុករក Johwani 1:29
7
Johwani 1:10-11
Wanga ari panyika, futi nyika idonhadzihwa kuburikidza naiye, asi nyika yacho hainai kumuziva. Adouya kuvanhu vache, asi vanhu vachevo havanai kumutambira.
រុករក Johwani 1:10-11
8
Johwani 1:9
Chiedza chochokwadi chinovhenekera vanhu vese changa chichiuya panyika.
រុករក Johwani 1:9
9
Johwani 1:17
Nokuti mutemo udouya kuburikidza naMozisi, asi mutsa nochokwadi zvidouya naJesu Khirisitu.
រុករក Johwani 1:17
គេហ៍
ព្រះគម្ពីរ
គម្រោងអាន
វីដេអូ