Johwani 1:10-11
Johwani 1:10-11 KBT
Wanga ari panyika, futi nyika idonhadzihwa kuburikidza naiye, asi nyika yacho hainai kumuziva. Adouya kuvanhu vache, asi vanhu vachevo havanai kumutambira.