Johwani 1:3-4
Johwani 1:3-4 KBT
Zvinhu zvese zvidoitiwa kuburikidza naye, futi kunze kwache hapanai chokugadzihwa changa chidogadzihwa. Maari maiva noupenyu, futi upenyu hwacho hwaiva chiedza chovanhu.