1
Mabasa yoNhumwa 3:19
KoreKore Bible Translation
KBT
Pindukai ndipo, mudzokere kuna Mwari, kuitira kuti zvitadzo zvenyu zvidzimiwe, kuti nguwa dzokusanduriwa dzinobva kuna Ishe dzisvike
ប្រៀបធៀប
រុករក Mabasa yoNhumwa 3:19
2
Mabasa yoNhumwa 3:6
Asi Pita adoti kwaari, “Sirivha nondarama handinai, asi ndinokupasa chandinacho, muzita raJesu Khirisitu woNazareta tekaira.”
រុករក Mabasa yoNhumwa 3:6
3
Mabasa yoNhumwa 3:7-8
Adomubata janja roruji, ndokumusumudza, pakarepo tsoka dzache nozviziso zvotsoka zvidosimbisiwa. Adochiruka ndokutekaira achipinda muimba yaMwari navo, achitekaira nokuchiruka achirumbidza Mwari.
រុករក Mabasa yoNhumwa 3:7-8
4
Mabasa yoNhumwa 3:16
Nokutenda muzita raJesu murume wakareyu wamuri kuona nowamunoziva waporesewa, uye kutenda kwache muna Jesu ndiko kwaita kuti murume wakareyu adomira pamberi penyu aporesewe sezvamuri kuona mese.
រុករក Mabasa yoNhumwa 3:16
គេហ៍
ព្រះគម្ពីរ
គម្រោងអាន
វីដេអូ