1
Mabasa yoNhumwa 2:38
KoreKore Bible Translation
KBT
Pita adoti kwavari, “Pindukai umwe noumwe wenyu aombekewe muzita raJesu Khirisitu kuti murekerehwe zvitema zvenyu, uye muchatambira chipo choMweya Mutsvene.
ប្រៀបធៀប
រុករក Mabasa yoNhumwa 2:38
2
Mabasa yoNhumwa 2:42
Vadozvipira kudzidziso dzonhumwa nopakuwadzana, nopakukomora mazingwa, nopaminyengetero.
រុករក Mabasa yoNhumwa 2:42
3
Mabasa yoNhumwa 2:4
Vese vadozaziwa naMweya Mutsvene ndokuthanga kunyaira noimwe mitauro, sekupasiwa kwavadoitiwa naMweya.
រុករក Mabasa yoNhumwa 2:4
4
Mabasa yoNhumwa 2:2-4
Pakarepo nokamangu kuunga kudobva kudenga kunenge kwomhepo inovhuvhuta nosimba, kudozaza imba yese mavanga vadogarikika. Uye vadoona marimi yanenge yomoto, yachiparadzana nokuvhoda pamusoro poumwe noumwe wavo. Vese vadozaziwa naMweya Mutsvene ndokuthanga kunyaira noimwe mitauro, sekupasiwa kwavadoitiwa naMweya.
រុករក Mabasa yoNhumwa 2:2-4
5
Mabasa yoNhumwa 2:46-47
Zuva rimwe norimwe, vaikumana muimba yaMwari vari pabodzi, vachikomora mazingwa mudzimba dzavo, vachija zvokuja zvavo nomufaro, nomwoyo udonaka, Vachirumbidza Mwari, vachidiwa novanhu vese, zuva rimwe norimwe Ishe adoingidzira vaiponesewa.
រុករក Mabasa yoNhumwa 2:46-47
6
Mabasa yoNhumwa 2:17
‘Mwari anoti mumazuva yokupedzisira, Ndichadurura Mweya wangu pamusoro povanhu vese, vanakomana venyu novanasikana venyu vachaporofita, majaha yenyu vachaona zviratidzo, noharahwa dzenyu dzicharota hope
រុករក Mabasa yoNhumwa 2:17
7
Mabasa yoNhumwa 2:44-45
Vatendi vese vanga vari pabodzi vaiti zvinhu zvese nzvedu tese. Vadotengesa pfuma yavo nozvinhu ndokuzvikovera kuno vese, umwe noumwe pakushaiwa kwache.
រុករក Mabasa yoNhumwa 2:44-45
8
Mabasa yoNhumwa 2:21
Zvino wese anodaidza kuzita raIshe achaponesewa.’
រុករក Mabasa yoNhumwa 2:21
9
Mabasa yoNhumwa 2:20
zuva richasanduriwa kuva rima nomwedzi uchasanduriwa kuva gazi, zuva raIshe rikuru rinoshamisa risinati rasvika.
រុករក Mabasa yoNhumwa 2:20
គេហ៍
ព្រះគម្ពីរ
គម្រោងអាន
វីដេអូ