1
Mabasa yoNhumwa 27:25
KoreKore Bible Translation
KBT
Saka tsungai mwoyo, varume, ndava ndinokutenda muna Mwari kuti zvichava chaizvoizvo sekunyairihwa kwandaitiwa.
ប្រៀបធៀប
រុករក Mabasa yoNhumwa 27:25
2
Mabasa yoNhumwa 27:23-24
Nokuti usiku hwakarehuno ngirozi yaMwari wangu wandinonamata yamira nainini ikanditi, ‘Reka kucha, Phauro, unofanira kumira pamberi paSiza, saka nangara, Mwari wakupasa vese ava vanokwasva naiwewe.’
រុករក Mabasa yoNhumwa 27:23-24
3
Mabasa yoNhumwa 27:22
Zvino ndaakukukumbirai kuti murambe mudoshinga. Ndava pachaitikaba kurasikihwa noupenyu pakati penyu, asi chikepe basi.
រុករក Mabasa yoNhumwa 27:22
គេហ៍
ព្រះគម្ពីរ
គម្រោងអាន
វីដេអូ