Ndichikuhwira kuvanhu vokwako nokunovasinganamate kwandichakutuma. Usvinudze meso yavo, nokuvapindutsa kubva murima vachienda kuchiedza, uye kubva kusimba raSathani vachienda kuna Mwari, kuti vatambire kuregerehwa kwozvitadzo, nonzvimbo pakati povadoitiwa vatsvene nokutenda mandiri.’”