Mabasa yoNhumwa 26:17-18
Mabasa yoNhumwa 26:17-18 KBT
Ndichikuhwira kuvanhu vokwako nokunovasinganamate kwandichakutuma. Usvinudze meso yavo, nokuvapindutsa kubva murima vachienda kuchiedza, uye kubva kusimba raSathani vachienda kuna Mwari, kuti vatambire kuregerehwa kwozvitadzo, nonzvimbo pakati povadoitiwa vatsvene nokutenda mandiri.’”

