Mabasa yoNhumwa 16:27-28
Mabasa yoNhumwa 16:27-28 KBT
Zvino muchengeti wotorongo paadopepuka ndokuona misuwo yotorongo idovhurika, adovhomora bakatwa rache achida kuzvibaya, achifunga kuti vasungwa vatsvudumuka. Asi Phauro adodaidzira nodzinga ropamusoro achiti, “Reka zvako kuzvikuwadza. Tiripo tese!”

