1
Mabasa yoNhumwa 13:2-3
KoreKore Bible Translation
KBT
Pavanga vachinamata Ishe, nokutsanya, Mweya Mutsvene adoti, “Ndisarudzirei Bhanabhasi naSauro kubasa randidovadaidzira.” Zvino mumasure mukutsanya nokunamata vadovaturika manja pamusoro ndokuvaendesa.
ប្រៀបធៀប
រុករក Mabasa yoNhumwa 13:2-3
2
Mabasa yoNhumwa 13:39
Kuburikidza naye umwe noumwe anotenda, anosununguhwa kubva pazvivi zvese kururamisiwa kwamanga musingakwanise kuwana pasi pomutemo waMozisi.
រុករក Mabasa yoNhumwa 13:39
3
Mabasa yoNhumwa 13:47
Ndava izvozvo ndizvo zvatidoraihwa naIshe, achiti, ‘Ndidokumisa kuti uve chiedza choyamwe Marudzi, kuti uendese ruponiso kumigumo yonyika.’”
រុករក Mabasa yoNhumwa 13:47
គេហ៍
ព្រះគម្ពីរ
គម្រោងអាន
វីដេអូ