Mabasa yoNhumwa 13:2-3
Mabasa yoNhumwa 13:2-3 KBT
Pavanga vachinamata Ishe, nokutsanya, Mweya Mutsvene adoti, “Ndisarudzirei Bhanabhasi naSauro kubasa randidovadaidzira.” Zvino mumasure mukutsanya nokunamata vadovaturika manja pamusoro ndokuvaendesa.

