1
Mabasa yoNhumwa 12:5
KoreKore Bible Translation
KBT
Saka Pita adochengetewa mutorongo, asi wanga achinyengeterehwa chaizvo noKherekhe kunaMwari.
ប្រៀបធៀប
រុករក Mabasa yoNhumwa 12:5
2
Mabasa yoNhumwa 12:7
Zvino nokamangu ngirozi yaIshe idooneka, chiedza ndokuvheneka mukamuri, ngirozi idorova Pita padivi ichimumutsa, ichiti, “Muka, nokamangu.” Zvino ngetani dzidombwera kubva mumanja yache.
រុករក Mabasa yoNhumwa 12:7
គេហ៍
ព្រះគម្ពីរ
គម្រោងអាន
វីដេអូ