1
1 Vakorinde 9:25-26
Bhaibhiri Idzva rechiShona
SCLB
Mumhanyi wose anozvibata muna zvose. Vanozviita kuti vawane ndaza inoparara asi isu tinozviitira ndaza isingaparari. Saka handingomhanya chimhanyemhanye. Handirove zvibhakera somunhu anorova mhepo.
ប្រៀបធៀប
រុករក 1 Vakorinde 9:25-26
2
1 Vakorinde 9:27
Ndinorova muviri wangu ndichiutonga ndichiitira kuti ndirege kuraswa, ini ndakamboparidzira vamwe.
រុករក 1 Vakorinde 9:27
3
1 Vakorinde 9:24
Hamuzivisu kuti pamakundano okumhanya vamhanyi vose vanokwikwidzana asi mumwechete ndiye anowana mubayiro? Saizvozvo mhanyai kuti muuwane.
រុករក 1 Vakorinde 9:24
4
1 Vakorinde 9:22
Kuna vasina simba ndakava munhu asina simba kuti ndiwane vasina simba. Ndakava zvinhu zvose kuna vose kuti napose pandinogona, ndinunure vamwe vavo.
រុករក 1 Vakorinde 9:22
គេហ៍
ព្រះគម្ពីរ
គម្រោងអាន
វីដេអូ