1
1 Vakorinde 10:13
Bhaibhiri Idzva rechiShona
SCLB
Hamuna kumbova nechiedzo chisina kumbowira vamwe. Mwari akatendeka. Haakuregei muchiedzwa zvinopfuura simba renyu. Pamwe nechiedzo anopawo nzira yokupukunyuka nayo kuti ukwanise kuchirwisa.
ប្រៀបធៀប
រុករក 1 Vakorinde 10:13
2
1 Vakorinde 10:31
Nokudaro kunyange ukadya kana kunwa kana kuita chimwe chinhu, zviite zvose kurumbidza Mwari.
រុករក 1 Vakorinde 10:31
3
1 Vakorinde 10:12
Naizvozvo munhu wose anofunga kuti akamira ngaazvingwarire nokuti angadaro akaputsika.
រុករក 1 Vakorinde 10:12
4
1 Vakorinde 10:23
Zvinhu zvose zvingave zvazvo zvinobvumirwa asi handizvose zvinobatsira. Zvinhu zvose zvingave zvazvo zvinobvumirwa asi handizvose zvinovaka.
រុករក 1 Vakorinde 10:23
5
1 Vakorinde 10:24
Munhu ngaarege kufunga zvinobatsira iye pachake chete asi ngaafunge zvinobatsira mumwe wake.
រុករក 1 Vakorinde 10:24
គេហ៍
ព្រះគម្ពីរ
គម្រោងអាន
វីដេអូ