1
1 Vakorinde 8:6
Bhaibhiri Idzva rechiShona
SCLB
Asi kwatiri isu, kunongova naMwari mumwechete Baba kwakabva zvinhu zvose. Ndiyewo watakasikirwa naTenzi mumwechete Jesu Kristu. Zvinhu zvose zvakasikwa nemaari iye kana iyesu takasikwa nemaari.
ប្រៀបធៀប
រុករក 1 Vakorinde 8:6
2
1 Vakorinde 8:1-2
Panyaya yechokudya chakapirwa kuna vamwari vasirivo tinoziva kuti tose tine ruzivo nazvo. Ruzivo runotutumadza munhu asi rudo ndirwo runovaka munhu. Kana munhu achiti ndinoziva, haazivi sokuziva kwaanofanira kuita.
រុករក 1 Vakorinde 8:1-2
3
1 Vakorinde 8:13
Naizvozvo kana chokudya chichikonzera kuti hama yangu iputsike handimbofa ndakadya nyama kuti ndirege kukonzera hama yangu kuputsika.
រុករក 1 Vakorinde 8:13
4
1 Vakorinde 8:9
Asi chenjerai kuti rusununguko rwenyu irworwo rurege kuva chigumburo kuna vasina kusimba.
រុករក 1 Vakorinde 8:9
គេហ៍
ព្រះគម្ពីរ
គម្រោងអាន
វីដេអូ