1
1 Vakorinde 2:9
Bhaibhiri Idzva rechiShona
SCLB
Asi sokunyorwa kwazvakaitwa zvinonzi, “Mwari zvaakagadzirira vanomuda hapana ziso rati razviona kana nzeve yati yazvinzwa kana munhu ati ambozviisa mupfungwa.
ប្រៀបធៀប
រុករក 1 Vakorinde 2:9
2
1 Vakorinde 2:14
Munhu asina Mweya haakwanisi kugamuchira zvipo zvaMweya Mutsvene waMwari nokuti ndezvoupenzi kwaari, uye haagoni kuzvinzwisisa nokuti zvinogona kunzwisiswa nomunhu ana Mweya.
រុករក 1 Vakorinde 2:14
3
1 Vakorinde 2:10
Izvozvo ndizvo zvaakatizivisa nokuna Mweya, nokuti Mweya anotsvagurudza zvose kunyange zvinhu zvoudzamu hwaMwari.
រុករក 1 Vakorinde 2:10
4
1 Vakorinde 2:12
Zvino hatina kugamuchira mweya wapanyika asi Mweya anobva kuna Mwari kuti tizive zvipo zvatinopiwa pachena naMwari.”
រុករក 1 Vakorinde 2:12
5
1 Vakorinde 2:4-5
Shoko rangu nokuparidza kwangu zvakanga zvisiri zvokupwisa vanhu namazwi oungwaru asi kuratidza Mweya nesimba kuti musimboti wechitendero chenyu urege kuva ungwaru hwavanhu asi simba raMwari.
រុករក 1 Vakorinde 2:4-5
គេហ៍
ព្រះគម្ពីរ
គម្រោងអាន
វីដេអូ