1
1 Vakorinde 1:27
Bhaibhiri Idzva rechiShona
SCLB
Asi Mwari akasarudza vanoonekwa nenyika samazungairwa kuti anyadzise vangwaru. Mwari akasarudza vanoonekwa nenyika savasina simba kunyadzisa vakasimba.
ប្រៀបធៀប
រុករក 1 Vakorinde 1:27
2
1 Vakorinde 1:18
Zvinoreva muchinjikwa, ndezvoupenzi kuna vakananga kundoparadzwa asi kunesu vari kundoponeswa, isimba raMwari
រុករក 1 Vakorinde 1:18
3
1 Vakorinde 1:25
Upenzi hwaMwari ungwaru kupinda ungwaru hwavanhu uye utera hwaMwari hune simba kupinda ravanhu.
រុករក 1 Vakorinde 1:25
4
1 Vakorinde 1:9
Mwari akatendeka. Ndiye akakukokai kuti muve noruwadzano naMwanakomana wake Jesu Kristu Tenzi wedu.
រុករក 1 Vakorinde 1:9
5
1 Vakorinde 1:10
Ndinokukumbirisai hama dzangu muzita raTenzi wedu Jesu Kristu kuti mose zvenyu munzwanane uye kuti parege kuva namakakatanwa pakati penyu, kuti mose munzwanane mupfungwa nemwoyo mumwechete.
រុករក 1 Vakorinde 1:10
6
1 Vakorinde 1:20
Mungwaru achazova papi ipapa? Zvino iyo nyanzvi yomutemo ichavapapi? Nyanzvi dzokufunga dzomukore uno dzichazova papi ipapo? Mwari haana kuita kuti ungwaru hwapasi pano, huve upenzi here?
រុករក 1 Vakorinde 1:20
គេហ៍
ព្រះគម្ពីរ
គម្រោងអាន
វីដេអូ