1
1 Vakorinde 11:25-26
Bhaibhiri Idzva rechiShona
SCLB
Akaita zvimwechetezvo nomukombe mushure mechirariro, akati uyu Mukombe wechitenderano chitsva muropa rangu. Itai izvi panguva dzose dzamunounwa kuti mundiyeuke. Nokuti panguva dzose dzamunodya chingwa ichi nokunwa mukombe uyu munoparidza rufu rwaTenzi kusvikira auya.
ប្រៀបធៀប
រុករក 1 Vakorinde 11:25-26
2
1 Vakorinde 11:23-24
Nokuti zvandakagamuchira zvichibva kuna Tenzi Jesu ndizvo zvandakakugamuchidzaiwo zvokuti Tenzi Jesu, usiku hwaakapandukirwa, akatora chingwa, akatenda ndokuchimedura akati uyu muviri wangu unopirirwa imi. Itai izvi kuti mundiyeuke nazvo.
រុករក 1 Vakorinde 11:23-24
3
1 Vakorinde 11:28-29
Saka munhu ngaatange azviongorora ndokuzoti odya chingwa ichocho nokunwa mukombe iwoyo. Nokuti aninani anodya nokunwa asinganyatsoziva kuti muviri anozvidyira nokuzvinwira kutongwa.
រុករក 1 Vakorinde 11:28-29
4
1 Vakorinde 11:27
Naizvozvo, ani naani anodya chingwa ichi nokunwa mukombe waTenzi asingakodzeri achapara mhosva yokun'oresa muviri neropa raTenzi.
រុករក 1 Vakorinde 11:27
5
1 Vakorinde 11:1
Nditevedzerei sokutevedzerawo kwandinoita Kristu.
រុករក 1 Vakorinde 11:1
គេហ៍
ព្រះគម្ពីរ
គម្រោងអាន
វីដេអូ