Mariko 12:43-44
Mariko 12:43-44 KBT
Ipopo adodaidza vadzidzi vache akati kwavari, “Chokwadi ndinoti kwamuri mujiche murombo uyu wapereka zvidowanda kukunda vese vaisa muchivigiro. Nokuti vamwe vese vapereka vachibiritsa kubva pazvizinji zvavanazvo. Asi iye pakusaya kwache wapereka zvese zvaanga anazvo, zvaifanira kumuraramisa.


