Mariko 1:10-11

Mariko 1:10-11 KBT

Jesu paadobirika mumvura, kabodzi nokabodzi adoona denga razururiwa futi Mweya achiburukira paari adoita kunge njiva. Zvino izvi ridobva kudenga ndokuti, “Ndiwe Mwanakomana wangu wandinoditsa, iwepa unondifadza zvidonyanya.”

អាន Mariko 1